21 Ipapo vanhu vose vakadzokera kuna Joshua kumusasa paMakedha norugare, uye hapana kana mumwe akataura shoko pamusoro pavaIsraeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10
Maonero Joshua 10:21 akapoteredza