Joshua 10:33 BDMCS

33 Ipapo Horamu mambo weGezeri akauya kuzobatsira Rakishi, asi Joshua akamukunda pamwe chete nehondo yake, kusvikira pasisina mupenyu akasara.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:33 akapoteredza