Joshua 10:37 BDMCS

37 Vakatora guta vakariparadza nomunondo, pamwe chete namambo waro, namaguta aro, navanhu vose vaiva mariri. Hapana wavakasiya ari mupenyu. Vakariparadza zvachose navanhu vose vaiva mariri sezvavakaita kuEgironi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:37 akapoteredza