Joshua 10:8 BDMCS

8 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya; ndavaisa mumaoko ako. Hapana kana mumwe wavo achagona kumira pamberi pako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:8 akapoteredza