Joshua 11:12 BDMCS

12 Joshua akakunda maguta oumambo ose aya namadzimambo awo ndokuvauraya nomunondo. Akavaparadza zvachose, sezvakanga zvarayirwa naMozisi muranda waJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 11

Maonero Joshua 11:12 akapoteredza