Joshua 12:5 BDMCS

5 Akatonga Gomo reHemoni, neSareka, neBhashani yose kusvikira kumuganhu wavanhu veGeshiri neMaaka, nehafu yeGireadhi kusvikira kumuganhu waSihoni mambo weHeshibhoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 12

Maonero Joshua 12:5 akapoteredza