Joshua 13:23 BDMCS

23 Muganhu wavaRubheni wakanga uri mahombekombe erwizi rweJorodhani. Maguta aya nemisha yawo ndiwo aiva nhaka yavaRubheni imba neimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 13

Maonero Joshua 13:23 akapoteredza