Joshua 14:1 BDMCS

1 Zvino idzi ndidzo nzvimbo dzakagamuchirwa navana vaIsraeri senhaka munyika yeKenani, dzavakagoverwa nomuprista Ereazari, naJoshua mwanakomana waNuni, navakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 14

Maonero Joshua 14:1 akapoteredza