Joshua 14:9 BDMCS

9 Saka pazuva iro Mozisi akapika kwandiri akati, ‘Nyika yose yauchafamba pairi netsoka dzako, ichava nhaka yako, navana vako nokusingaperi, nokuti wakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wako wose.’

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 14

Maonero Joshua 14:9 akapoteredza