Joshua 15:10 BDMCS

10 Ipapo waikombamira kumavirira uchibva paBhaara kusvika paGomo reSeiri uchienda nokumawere eGomo reJearimi (iro Kesaroni), ndokupfuurira pasi kuBheti Shemeshi uchizoyambukira kuTimina.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 15

Maonero Joshua 15:10 akapoteredza