Joshua 15:19 BDMCS

19 Iye akati, “Ndiitirei nyasha. Zvamakandipa nyika yeNegevhi, ndipeiwo zvakare matsime emvura.” Naizvozvo Karebhu akamupa matsime okumusoro neezasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 15

Maonero Joshua 15:19 akapoteredza