Joshua 15:3 BDMCS

3 uchiyambukira zasi kwoMupata weChinyavada uchipfuurira kuenda kuZini uchizopfuurira kuenda nechezasi kweKadheshi Bharinea. Ipapo waienda uchipfuura nepaHezironi kusvika Adhari uchikombamira kuKarika.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 15

Maonero Joshua 15:3 akapoteredza