30 Eritoradhi, Kesiri, Hurima,
31 Zikiragi, Madhimana, Sanisana,
32 Rebhaoti, Shirimi, Aini, Rimoni, maguta anokwana makumi maviri namapfumbamwe pamwe chete nemisha yawo.
33 Mujinga mamakomo okumavirira maiva ne:Eshitaori, Zora neAshina,
34 Zanoa, Eni Ganimi, Tapuwa, Enami,
35 Jarimuti, Adhuramu, Soko, Azeka,
36 Shaaraimi, Adhitaimi, neGedhera (kana kuti Gedherotaimi) anova maguta gumi namana pamwe chete nemisha yawo.