46 uye nokumavirira kweKironi namaguta ose akanga ari pedyo neAshidhodhi pamwe chete nemisha yawo;
47 Ashidhodhi nemisha yaro yakaripoteredza neGaza nemisha yaro kusvikira kurukova rweIjipiti namahombekombe eGungwa Guru.
48 Munyika yamakomo maiva ne:Shamiri, Jatiri, Soko,
49 Dhana, Kiriati Sana (iro Dhebhiri),
50 Anabhi, Ashitemo, Animi,
51 Gosheni, Horoni, neGiro anova maguta gumi nerimwe pamwe chete nemisha yawo.
52 Arabha, Dhuma, Eshani,