Joshua 16:8 BDMCS

8 Kubva paTapuwa muganhu waienda kumavirazuva kuRwizi rweKana uchindogumira pagungwa. Iyi ndiyo yaiva nhaka yorudzi rwavaEfuremu imba neimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 16

Maonero Joshua 16:8 akapoteredza