Joshua 17:1 BDMCS

1 Uyu ndiwo mugove worudzi rwaManase sedangwe raJosefa, ndiko kuti mugove waMakiri dangwe raManase. Makiri ndiye akanga ari tateguru wavaGireadhi, uye akanga apiwa Gireadhi neBhashani nokuti vaMakiri vakanga vari varwi vakuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:1 akapoteredza