Joshua 17:7 BDMCS

7 Nyika yaManase yaitangira kuAsheri ichindosvika kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu. Muganhu wainanga nechezasi uchibva ikoko uye waisanganisira vanhu vakanga vagere muEni Tapua.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:7 akapoteredza