Joshua 17:9 BDMCS

9 Zvino muganhu waipfuurira zasi kuRwizi rweKana. Kwakanga kuna maguta aiva aEfuremu akanga ari pakati pamaguta aManase, asi muganhu waManase wakanga uri nechokumusoro kworwizi uchindogumira pagungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:9 akapoteredza