Joshua 18:17 BDMCS

17 Ipapo wakazokombamira kumusoro uchienda kuEni Shemeshi, uchipfuurira mberi kuGeriroti yakatarisana noMupata weAdhumimi, ndokuburikira kuDombo raBhohani mwanakomana waRubheni.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 18

Maonero Joshua 18:17 akapoteredza