33 Muganhu wavo wakatangira paHerefi napamuti mukuru weZaananimi, uchipfuura napaAdhoni Nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi uye uchigumira paJorodhani.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 19
Maonero Joshua 19:33 akapoteredza