41 Nyika yenhaka yavo yaisanganisira:Zora, Eshitaori, Iri Shemeshi,
42 Shaarabhini, Aijaroni, Itira,
43 Eroni, Timuna, Ekironi,
44 Eriteke, Gibhetoni, Bhaarati,
45 Jehudhi, Bhene Bheraki, Gati Rimoni,
46 Me Jakironi, Rakoni nenyika yakatarisana neJopa.
47 (Asi vana vaDhani vakaomerwa nokutora nyika yavo, saka vakaenda vakandorwisa Reshemi, vakaitora, vakaibaya nomunondo, ndokugara mairi. Vakagara muReshemi ndokuitumidza kuti Dhani zita ratateguru wavo.)