Joshua 2:1 BDMCS

1 Zvino Joshua mwanakomana waNuni akatuma vashori vaviri muchivande kubva kuShitimu. Akati, “Endai munotarisa nyika, kunyanya Jeriko.” Naizvozvo vakaenda vakandopinda mumba mechifeve chainzi Rahabhi vakagaramo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 2

Maonero Joshua 2:1 akapoteredza