Joshua 2:10 BDMCS

10 Takanzwa maomeserwo akaitwa mvura yeGungwa Dzvuku naJehovha nokuda kwenyu pamakabuda muIjipiti, uye zvamakaita kuna Sihoni naOgi, madzimambo maviri avaAmori kumabvazuva kweJorodhani, avo vamakaparadza zvachose.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 2

Maonero Joshua 2:10 akapoteredza