3 Naizvozvo mambo weJeriko akatumira shoko kuna Rahabhi achiti, “Budisa varume vauya kwauri vakapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.”
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 2
Maonero Joshua 2:3 akapoteredza