Joshua 20:5 BDMCS

5 Ipapo kana mutsivi weropa akamutevera, havafaniri kutendera muurayi kuti amubate nokuti akauraya wokwake asingaiti namaune uye asinazve kumuvenga kubva kare.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 20

Maonero Joshua 20:5 akapoteredza