Joshua 21:1 BDMCS

1 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi vakaenda kumuprista Ereazari, nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 21

Maonero Joshua 21:1 akapoteredza