Joshua 21:27 BDMCS

27 Dzimba dzavaRevhi dzokwaGerishoni dzakapiwa:kubva kurudzi rwehafu rwaManase, Gorani muBhashani (guta routiziro rouya anenge apomerwa mhosva yokuuraya munhu) neBhe Eshitara, pamwe chete namafuro awo, maguta maviri;

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 21

Maonero Joshua 21:27 akapoteredza