Joshua 21:4 BDMCS

4 Mugove wokutanga wakapiwa vaKohati, imba neimba. VaRevhi, avo vakanga vari zvizvarwa zvaAroni muprista, vakagoverwa nemijenya maguta gumi namatatu kubva kumarudzi aJudha, aSimeoni naBhenjamini,

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 21

Maonero Joshua 21:4 akapoteredza