Joshua 21:44 BDMCS

44 Jehovha akavapa zororo kumativi ose, sezvaakanga apikira madzitateguru avo. Hapana kana muvengi wavo mumwe chete akamira pamberi pavo; Jehovha akaisa vavengi vavo vose mumaoko mavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 21

Maonero Joshua 21:44 akapoteredza