Joshua 21:8 BDMCS

8 Saka vaIsraeri vakagovera maguta aya namafuro awo, nemijenya kuvaRevhi sezvakanga zvarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 21

Maonero Joshua 21:8 akapoteredza