Joshua 22:18 BDMCS

18 Ko, zvino mava kutsauka kubva pana Jehovha here?“ ‘Kana mukamukira Jehovha nhasi, mangwana achatsamwira ungano yose yavaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 22

Maonero Joshua 22:18 akapoteredza