Joshua 22:33 BDMCS

33 Vakafara kunzwa shoko iri vakarumbidza Mwari. Uye havana kuzotaurazve kuti vachandorwa navo, kuti vaparadze nyika yakanga igere vaRubheni navaGadhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 22

Maonero Joshua 22:33 akapoteredza