Joshua 22:9 BDMCS

9 Saka vaRubheni, vaGadhi norudzi rwehafu rwaManase vakasiya vaIsraeri paShiro munyika yeKenani vakadzokera kunyika yeGireadhi, nyika yavakanga vapiwa kuti ive yavo, sezvakanga zvarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 22

Maonero Joshua 22:9 akapoteredza