Joshua 23:1 BDMCS

1 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura uye Jehovha akanga azorodza vaIsraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, Joshua akanga akwegura kwazvo ava namakore mazhinji panguva iyoyo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23

Maonero Joshua 23:1 akapoteredza