7 Musafambidzana nendudzi dzakasara pakati penyu, kana kudana kumazita avamwari vavo, kana kupika navo. Hamufaniri kuvashumira, kana kuvapfugamira.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23
Maonero Joshua 23:7 akapoteredza