Joshua 23:9 BDMCS

9 “Jehovha akadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaive nesimba, asi kana muri imi hakuna munhu akagona kumira pamberi penyu kusvikira nhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 23

Maonero Joshua 23:9 akapoteredza