Joshua 24:29 BDMCS

29 Mushure mezvinhu izvi Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, akafa ava namakore zana negumi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 24

Maonero Joshua 24:29 akapoteredza