Joshua 24:31 BDMCS

31 VaIsraeri vakashumira Jehovha nguva dzose dzoupenyu hwaJoshua, uye napamazuva ose avakuru vakasara vari vapenyu Joshua afa, avo vakaona zvinhu zvose zvakanga zvaitirwa Israeri naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 24

Maonero Joshua 24:31 akapoteredza