Joshua 24:7 BDMCS

7 Asi ivo vakachema kuna Jehovha, akaisa rima pakati penyu navaIjipita; akauyisa gungwa pamusoro pavo rikavafukidza. Makaona nameso enyu chaiwo zvandakaita kuvaIjipita. Ipapo makagara murenje kwenguva refu.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 24

Maonero Joshua 24:7 akapoteredza