Joshua 3:1 BDMCS

1 Mangwanani-ngwanani Joshua navaIsraeri vose vakasimuka kubva paShitimu vakaenda kuJorodhani, pavakavaka misasa vasati vayambukira mhiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 3

Maonero Joshua 3:1 akapoteredza