Joshua 4:5 BDMCS

5 Akati kwavari, “Endai pamberi peareka yaJehovha mupinde pakati peJorodhani. Mumwe nomumwe wenyu anofanira kutakura dombo pafudzi pake zvichienderana nokuwanda kwamarudzi avaIsraeri,

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 4

Maonero Joshua 4:5 akapoteredza