Joshua 6:9 BDMCS

9 Vakanga vakashonga nhumbi dzokurwa vakafamba mberi kwavaprista vairidza hwamanda, navarindi veshure vakatevera areka. Nguva yose iyi hwamanda dzairira.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 6

Maonero Joshua 6:9 akapoteredza