11 VaIsraeri vatadza; vadarika sungano yangu, yandakavarayira kuti vaichengete. Vatora zvimwe zvezvinhu zvakatukwa; vaba, vanyepa, vazvivhenganisa nezvinhu zvavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7
Maonero Joshua 7:11 akapoteredza