Joshua 7:2 BDMCS

2 Zvino Joshua akatuma vanhu kubva Jeriko kuenda kuAi, iri pedyo neBheti Avheni kumabudazuva kweBheteri, akavaudza kuti, “Endai munoshora nzvimbo iyi.” Naizvozvo varume vakaenda vakanoshora Ai.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7

Maonero Joshua 7:2 akapoteredza