Joshua 7:5 BDMCS

5 avo vakauraya vaIsraeri makumi matatu navatanhatu vavo. Vakavadzinganisa kubva pasuo reguta kusvikira kuShebharimu vakavaurayira pamawere, ipapo mwoyo yavanhu yakanyongodeka ikaita semvura.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7

Maonero Joshua 7:5 akapoteredza