Joshua 7:7 BDMCS

7 Zvino Joshua akati, “Haiwa! Ishe Jehovha, makamboyambutsirei vanhu ava Jorodhani kuti mutiise mumaoko avaAmori kuti vatiparadze? Dai takangogutsikana hedu takagara mhiri kweJorodhani!

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7

Maonero Joshua 7:7 akapoteredza