Joshua 8:1 BDMCS

1 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usatya kana kuvhundutswa. Tora varwi vose uende unorwisa Ai. Nokuti ndaisa mambo weAi, navanhu vake, neguta rake nenyika yake mumaoko ako.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8

Maonero Joshua 8:1 akapoteredza