Joshua 8:19 BDMCS

19 Akati achangoita izvi varume vaiva vakavandira vakasimuka kubva panzvimbo dzavo nokukurumidza vakamhanya vachienda mberi. Vakapinda muguta vakaripamba ndokukurumidza kuritungidza nomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8

Maonero Joshua 8:19 akapoteredza