Joshua 8:22 BDMCS

22 Varume vakanga vakavandira vakabudawo muguta kuzorwa navo, naizvozvo vakabva vaiswa pakati pavaIsraeri, vamwe nechokuno, vamwe nechokoko. VaIsraeri vakavauraya zvokusasiya kana mumwe chete wavo ari mupenyu kana vakatiza.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8

Maonero Joshua 8:22 akapoteredza