24 VaIsraeri pavakapedza kuuraya varume vose veAi nomunondo kusango nokurenje kwavakanga vavadzinganisira, uye mushure mokunge mumwe nomumwe wavo aurayiwa nomunondo vose vakadzokera kuAi vakauraya vose vaivamo.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 8
Maonero Joshua 8:24 akapoteredza